Varidzi ndiTute Chigamba, John Green, Austin Richey, Stefan Fiol, Tony Perman, naJennifer Kyker
Mutamba muchero wakanga uchiponesa vanhu, zvakafanana nenzara futi.
Rumbo irworwo runoridzwa paviri….
Varidzi ndiTute Chigamba, John Green, Austin Richey, Stefan Fiol, Tony Perman, naJennifer Kyker
Mutamba muchero wakanga uchiponesa vanhu, zvakafanana nenzara futi.
Rumbo irworwo runoridzwa paviri….
Performed by Tute Chigamba, John Green, Austin Richey, Stefan Fiol, Tony Perman, and Jennifer Kyker
“Mutamba” (Moneky orange tree) is a type of fruit…
Ndirire ndakainzwa ichinzi Ndirire. Zvino ndakazonzwa zvichinzi kune mushonga unonzi ndirire. Ndikati, “Ha, manje tingazoisa here pambira kuti ndirire?” Ndikati, “Ha, zvinomboitawo zvazvo, asi…”
Zvinonzi…
When I heard the song “Ndirire” (Medicine for stealing), it was already called “Ndirire.” Later, I then heard that there is a type of…
Chipembere, yakaridzwa naTute Chigamba, Sekuru Gora, naVaMoyo padambarefu rinonzi Vakuru Chaivo
Chipembere, chipembere zvakangofanana nepaShumba paya, ehe, unofanira kuziva kuti mauri kufamba umo uchasangana…
“Chipembere,” featuring Tute Chigamba, Sekuru Gora, and Moyo, from the album Vakuru Chaivo
“Chipembere” (Black rhinoceros) is similar to songs like “Shumba” in that…
Muridzi ndiTute Chigamba, dambarefu rinonzi Yangu Ndega
Kariga Mombe, imombe yakasarudzwa nemudzimu. Imombe yakasarudzwa nemudzimu, mudzimu uchida kunza ropa. Saka mudzimu kana uchida kunwa…
Performed by Tute Chigamba, from the album Yangu Ndega
“Kariga Mombe” (Bringing down the bull) is a head of cattle selected by the mudzimu…
Varidzi ndiTute Chigamba, Irene Chigamba, Musekiwa Chingodza, naNgonidzashe Chingodza, dambarefu rinonzi Muzazananda
Nhimutimu iguruva riya riya rinodii? Ratinowana pakutamba kunenge kuchiita vanhu. Vanhu vanenge…
Performed by Tute Chigamba, Irene Chigamba, Musekiwa Chingodza, and Ngonidzashe Chingodza, from the album Muzazananda
“Nhimutimu” (Dust from dancing) is that dust that arises…