Dandemutande irwiyo rwakangotandira nyika dzese. Hakuna kusisina mbira inoridzwa. Ukaenda kuGermany kunoridzwa, ukaenda kuLondon kunoridzwa, kwatisati tambonzwa uko kunoridzwa, pamwe kuRussia. Hameno! KunanaFrance kwese…
-
-
“Dandemutande” (Spiderweb), is a song that has extended into all nations. There is nowhere that mbira is not played. If you go to Germany…
-
Muridzi ndiTute Chigamba, dambarefu rinonzi Yangu Ndega
Chandide, ndorumbo ruya ruya rwatoita kuti Shanje ruya ruya. Mukadzi mudiki ndiye anenge ava kunzi Chandide. Ehe,… -
Performed by Tute Chigamba, from the album Yangu Ndega
“Chipindura” (Change), let’s say it’s a bira ceremony. There are spirits who can possess any… -
Muridzi ndiTute Chigamba, dambarefu rinonzi Yangu Ndega
Tinovatenda rwakave rumbo rwakasarudzwa. Asi ndakanga ndangoti, “Ha, regai ndingovarairwa zvangu semunhu anoridza mbira.” Ndinzwe, “Ha, pari… -
Performed by Tute Chigamba, from the album Yangu Ndega
“Tinovatenda” (We thank thee, spirits) became a chosen song. But at first, I just thought,… -
Varidzi ndeveMhuri YeKwaChigamba
Ndichayeuka kuti pandacomposa Bembero vadzimai vangu vakanditi ivo, “Ah, ruchiri rumbo rwembira here irwo urwurwu?” Ndikati, “Irwo runoita chete! Rumbo rwembira.”… -
Performed by Mhuri YeKwaChigamba
I still remember that when I composed “Bembero” (Celebration) my wife said to me, “Is that still a mbira song,… -
Muridzi ndiTute Chigamba
Ndakarota hope yemunhu akanga akareba chaizvo. Asi ndingaite sei? Ndobva ndaita rumbo rwakada kufanana neTinovatenda, runonzi Chaminuka. Nokuti ndiye munhu wandikaona kuhope,…
-
Performed by Tute Chigamba
I dreamed of a man who was very tall. How could I respond? That is when I composed a song…
Warning: A non-numeric value encountered in /home/kykerdig/public_html/sekuru/wp-content/themes/selkie/framework/php/library.php on line 91