Performed by Tute Chigamba, from the album Yangu Ndega
“Kuzanga” (Living freely) is a song about jealousy. Really, it is called “Nhema” (Rhinoceros); that…
-
-
Muridzi ndiTute Chigamba, dambarefu rinonzi Yangu Ndega
Kuzanga rumbo rweshanje. Runonzi Nhema, ndozita racho chairo chairo. Vakuzanga ndavadzimai vakuru. Vadzimai vakuru ava, vanenge vane… -
Performed by Tute Chigamba, from the album Yangu Ndega
“Chandide” (Favored one) is the song that we also call “Shanje.” The junior wife is… -
Performed by Tute Chigamba, Irene Chigamba, Musekiwa Chingodza, and Ngonidzashe Chingodza, from the album Muzazananda
“Mukai Tiende” (Wake up, let’s go) teaches people not… -
Varidzi ndiTute Chigamba, Irene Chigamba, Musekiwa Chingodza, naNgonidzashe Chingodza, dambarefu rinonzi Muzazananda
Mukai Tiende inodzidzisa vanhu kuti, “Usarare zvekurarisisa zviya,” nokuti kare vaive nehondo… -
Performed by Tute Chigamba, from the album Yangu Ndega
Most people don’t really know what “Muzoriwa” means.”Muzoriwa is a song that is played when… -
Muridzi ndiTute Chigamba, dambarefu rinonzi Yangu Ndega
Vanhu vazhinji havanyatsoziva chinonzi muzoriwa chii. Muzoriwa rumbo runoridzwa vanhu kana vava kukumbira mvura. Munobva kuseni muchiridza… -
Marenje are different types of ceremonies. You might hold a ceremony for the mashavi spirits, and you might hold a ceremony for the vadzimu…
-
Marenje mapira akasiyana-siyana. Mukaita bira remashavi, moita bira revadzimu. Moitawo rimwe bira ramunenge muchida kuita, irenje ramunenge muchiita. Saka ndomarenje acho anenge achitaurwa iwayo,…
-
“Madzinza Ese Anondifarira,” Nziyo yakanyorwa naSekuru Tute Chigamba
MuChiShona, tinoti munhu munhu. Zvinongobva kusikwa. Nokuti kwaitwa isusu, takasikwa tiri vanhu. Takazosiyana pfungwa, nemagariro. Asi…
Warning: A non-numeric value encountered in /home/kykerdig/public_html/sekuru/wp-content/themes/selkie/framework/php/library.php on line 91