Guruve, Guruve rine marere. Ndokwandikadii? Kwandikabereka, kuGuruve. Takaberekwa kuGuruve, matateguru angu arimo muGuruve imomo.
Saka ukaenda kuGuruve, kune nzvimbo zvokuti hakutaurwe zvinhu zviya zviya zvekungotaura…

“Guruve,” Guruve is a place of marvels. That is where I was born, in Guruve. We were born in Guruve, my forefathers are there…
Chakwi irumbo rwemashave. Anonzi mashave achakwi, mashave achakwi acho anoridzirwa hosho. Hosho inenge ichiti, “cha-kwi, cha-kwi, cha-kwi, cha-kwi.” Saka ndomashave acho, anachakwi iwaya. Saka…
“Chakwi” is a song for the mashave spirits. Among the mashave spirits there are those called achakwi, and hosho is played for those spirits….
Bangidza rumbo rwekuratidza munhu anenge achifambawo zvake. Uyu anogona kubvunza kuti, “Ko, ndingaonewo nzira inoenda kuEpworth.” Onzi, “Ah, nzira yekuEpworth? Uyai ndikupangidze.” NdoBangidza racho,…
“Bangidza” (Showing the way) is a song about showing the way to someone who is traveling. He may ask, “Excuse me, how do I…
Muridzi ndiTute Chigamba, dambarefu rinonzi Yangu Ndega
Mandarendare, munenge muchingoti dhonzerana-dhonzerana, dhonzerana-dhonzerana kuti haparwire, asi munenge muchingodhonzerana, “Ah, iwe, iwe!” “Ah, iwe, iwe!” “Iwe,…
Performed by Tute Chigamba, from the album Yangu Ndega
“Mandarendare” is about people shoving each other, and pushing each other around. It isn’t a…
Muridzi ndiTute Chigamba, dambarefu rinonzi Yangu Ndega
Dangurangu, ha, iyoyo, rinenge rava dangurangu manje rinenge rava kuitika. Pane vanhu vanenge vachikakavadzana zviya zviya, zvokuona…
Performed by Tute Chigamba, from the album Yangu Ndega
“Dangurangu,” oh, that song is about an argument that is happening. People will be arguing…