Muridzi ndiTute Chigamba, dambarefu rinonzi Yangu Ndega
Zaranyika, kureva kuti zvatinenge tichiridza zviya zviya izvi, rumbo ruya ruya runenge rwazara nyika yese. Ukaenda kupi unonzwa ruchiridzwa, ukaenda kupi unonzwa ruchiridzwa. Saka runenge rwava zaranyika. Zvakafanana neDandemutande riya riya.