Varidzi ndiTute Chigamba, Irene Chigamba, Musekiwa Chingodza, naNgonidzashe Chingodza, dambarefu rinonzi Muzazananda
Taireva, zvakafanana nevana vasinganzwe zviya zviya. Unenge uchiudza mwana, “Iwe! Kwauri kuenda…
-
-
Performed by Tute Chigamba, Irene Chigamba, Musekiwa Chingodza, and Ngonidzashe Chingodza, from the album Muzazananda
“Taireva” (We were telling you), is about those children… -
Muridzi ndiTute Chigamba, dambarefu rinonzi Yangu Ndega
Nyamamusango rumbo rwekuvhima. Nyamamusango, tinoti mazuva ano vanhu vanoenda kubasa. Kare vaivhima. Munhu anosara pamba achinzvenga mutsvairo,… -
Performed by Tute Chigamba, from the album Yangu Ndega
“Nyamamusango” (Meat in the forest) is a hunting song. When we say “Nyamamusango,” these days… -
Varidzi ndiTute Chigamba, Irene Chigamba, Musekiwa Chingodza, naNgonidzashe Chingodza, dambarefu rinonzi Muzazananda
Dande, vanhu vaienda kuDande vachinotsvaga munyu murungwa. Ndokwaiwanikwa munyu murungwa, kuDande. Saka… -
Performed by Tute Chigamba, Irene Chigamba, Musekiwa Chingodza, and Ngonidzashe Chingodza, from the album Muzazananda
“Dande” is a place where people used to travel… -
Muridzi ndiTute Chigamba, dambarefu rinonzi Yangu Ndega
Zaranyika, kureva kuti zvatinenge tichiridza zviya zviya izvi, rumbo ruya ruya runenge rwazara nyika yese. Ukaenda kupi… -
Performed by Tute Chigamba, from the album Yangu Ndega
“Zaranyika” (Filling the nation), means that the music we play, that song has filledthe entire… -
Muridzi ndiTute Chigamba, dambarefu rinonzi Yangu Ndega
Tozoenda pane dzimwe dzimbo futi – vanaNyuchi vaye dzanga dziri dzekurwa. Kwonzi, “Mukandidenha inini ticharwa! Dzinza rangu… -
Performed by Tute Chigamba, from the album Yangu Ndega
Let’s move on to other songs; songs such as “Nyuchi” were about fighting. One would…
Warning: A non-numeric value encountered in /home/kykerdig/public_html/sekuru/wp-content/themes/selkie/framework/php/library.php on line 91