Kana kusina kunaya mvura, vamwe vaitsvaga ruga, uswa unonzi ruga, unogara mubani, vachichera vachitora vachigadzira, vouya nekuudzura, voita upfu. Vodya sadza. Iye zvino, uswa hwacho, hauchawanika nokuti vanhu vagara nzvimbo dzese manje. Kana mimwe michero yaiwanika, yamishoma.